Chikapa Lessons - Chikapa Uri Pasi Pemurume (Zvidzidzo ZveBonde)

Listen to instructions very carefully.

1. Rara pasi nemusana. Musana wese pasi.Makumbo ari straight ne floor kubva kuchiunu kusvika kutsoka chaiko

2. Vhura makumbo ako wakarara nemusana kudaro. Unovhura about 45 to 60.Normally zvaunoita zviya kuti dad vakwane kana vouya nechombo zvino

3. Peta makumbo ako so that zvidya zvinobva pa ground zvese ne gumbo rako.

4. Kana wadaro chibataira pasi nemagokora ako, paside pemusana wako. {This is for balance yako} At that moment musana unobva wasimuka wega.

5. Makumbo nezvidya zvako zvisiri pasi kudaro, tsoka dzako ndadzitsike pasi the whole foot on the ground like wakamira. {This is for balance yako again}.
Chikapa Lessons - Chikapa Uri Pasi Pemurume (Zvidzidzo ZveBonde)
Chikapa Lessons - Chikapa Uri Pasi Pemurume (Zvidzidzo ZveBonde)

6. Now chifambisa magadziko ako up and down, up and down, up and down. Make sure and please make sure. Make very sure kuti uri kufambisa magadziko ako vertically, that is up and down.

Wakambopepeta something murusero? Kana kutambisa orange muruoko hwani uchirikanda mudenga nekurigamba futi usingachinje ruoko and usingafambise ruoko, uchingoshandisa palm chete? 

Wakambotamba ma ups kana kuona vakomana vachitamba ma ups. Those small, short taps handiti? That’s what I am talking about. Wazonyatsozvibata manje.

7. Kana wakunyatsogona manje unokwanisa kuchiita chikapa chako uchiita kakuenda mberi nechitubu chako so uchidzoka naro kumashure so. Mberi-shure-mberi-shure sezvinoita mugoti mupoto zviya uchipambira hupfu nechekumberi kwepoto as opposed kupambira uchiuya kwawakamira iwewe. You get it ka?

8. Now this is the trick of all of them: Chikapa my darling, kutaimira ma movements baba vari mauri. Kana iri kuita slow mukati mako, itawo chikapa slow. Kana iri kuita fast, itawo chikapa fast. And always remember the Chikapa Rule: Kana murume achikwirira iwewe dzikira , kana akudzikira achidzorera chombo kumberi kuye iwe kwirira inyatsopinda. 

Munoita vice-versa always. Ndokuti chikapa manje uko.

Hakuna murume anokwanisa kupfuudza chero 5 minutes asina kusvika ukamuitira chikapa chaiko and uchiziva zvaunoita. Hakuna.You know murume anogona kusvika pakuti even ari kupa presentation chaiko kubasa yekuti zvipikiri imarii chombo chotomira.

Mazvinzwa here?


Welcome To Oudney Patsika's Blog: Getting Your Message Heard in a Noisy World: In today’s media-driven, distracted culture, your message must be amplified to reach a larger audience.

Contact Us through the Chat with WhatsApp widget below.
Previous Post Next Post
avatar
Oudney Patsika Online
One of the primary goals of Oudney Patsika is to use media to change the cultural narrative. He aims to impact today’s culture with more accurate, responsible, and positive media stories about Christianity and the Church. Get In Touch Today!
WhatsApp Chat