Chikapa Lessons - Ndanga Ndisingazivi Kuti Chikapa Chinoitwa Sei – Ndingabvisa Sei Kunyara Pabonde?

Ndanga ndisingazivi kuti chikapa chinoitwa sei. Ndakazonzwa vamwe vachitaura asi ini kutaura chokwadi ndinonyara kuita zvakadaro. 

Murume anoti handitaridzi kuda asi ini handizivi kuti ndingaita sei. Ndinonyara. Ndingabvisa sei kunyara pabonde? Ndava nemwedzi mina ndatanga kugara nemurume

Nyaya yako yakanofanana nokuti murume wako ouya pano kuzobvunza kuti angaita sei kuti asasvoda kukukoira. Iwe ungazvitora sei kana murume wako akangopinza sikarudzi yake obva ati anonyara kukoira ongomirira iwewo wakamirira kusvika mese mabhowekana nazvo mongorara hope.
Chikapa Lessons - Ndanga Ndisingazivi Kuti Chikapa Chinoitwa Sei – Ndingabvisa Sei Kunyara Pabonde?
Chikapa Lessons - Ndanga Ndisingazivi Kuti Chikapa Chinoitwa Sei – Ndingabvisa Sei Kunyara Pabonde?

Mangwana ndizvozvo mangwana ndizvozvo kugopera mwedzi mina makadaro. Usatinyadzisa iwe. 

Chiuno unacho. Tanga zvinyoronyoro, mangwana woti wedzerei, kuswera mangwana woti wedzerei, uchingodaro kusvika wava kugona kuita usinganyare nazvo. Unganyare munhu wawabvisira bhurugwa ari kutoona paari kupinza sikarudzi yake here?


Welcome To Oudney Patsika's Blog: Getting Your Message Heard in a Noisy World: In today’s media-driven, distracted culture, your message must be amplified to reach a larger audience.

Contact Us through the Chat with WhatsApp widget below.
Previous Post Next Post
avatar
Oudney Patsika Online
One of the primary goals of Oudney Patsika is to use media to change the cultural narrative. He aims to impact today’s culture with more accurate, responsible, and positive media stories about Christianity and the Church. Get In Touch Today!
WhatsApp Chat