Kugona Kubata Murume Pabonde Kuita Sei?

Kunzwisisa kuti mese muri vaviri muri kuisana kwete kuti umwe chete ndiye anoisa umwe. Mukadzi anotambawo nhengo yomurume, kupuruzira, kufuridzira, kuyevedzwa nayo, kutaura nezvayo kumurume. 

Kupa murume mazamu, magaro, makumbo kuti atambise, kukisa murume muviri wese, asi kumirira kusvika wanyatsonyorova, kubvunza murume kuti anoda kushandisa maitire api. Kana mapinzana kushandisa chiuno kukoirana nomurume, kubatirira murume chiuno chake nokumupa rhythm yakakodzera kuti anonoke kutunda. Kuchemerera zvinoenderana nokunakirwa uchirumirira muviri wemurume. Kana watundawo ipa murume experience yazvo muite mese saka muudze awedzere kukoira uchitunda Iwewo wedzera kushanda kwechiuno.
Kugona Kubata Murume Pabonde Kuita Sei?

Kana nhengo yabuda musikarudzi iwe mukadzi kasira kuibata woidzorera mukati wotangazve kukoira murume. Murume ngaazive kuti anonakira mukadzi. Mapedza usangoti zii, udza murume kuti zvanga zvichinaka uye kuti chanyanyonaka chii kuti kana ozowedzera mangwana azive zvokuita. Ratidza kushamisika nokunaka kunoita nhengo yemurume wako. Shamwaridzana nenhengo kana makarara wombundira murume, isa ruoko panhengo yake akakufuratira. Uchaonawo iye oisawo pazamu kana wakamufuratira makarara. Garo kumbira zvinhu zvinoitika, sokuti wokumbira kuti murume akuratidze urume huchibuda munhengo.

Anokwanisa kukukoira mazamu iwe uchikwiza nhengo nemazamu, wobva watoona Tsaa tsaa kubuda kwehurume. Chifarawo kuti zvaitika womutsanangurira kushamisa kwazvo. Musi waunoenda kumwedzi chiti murume akukoire mazamu anzwe parere moyo.


Welcome To Oudney Patsika's Blog: Getting Your Message Heard in a Noisy World: In today’s media-driven, distracted culture, your message must be amplified to reach a larger audience.

Contact Us through the Chat with WhatsApp widget below.
Previous Post Next Post
avatar
Oudney Patsika Online
One of the primary goals of Oudney Patsika is to use media to change the cultural narrative. He aims to impact today’s culture with more accurate, responsible, and positive media stories about Christianity and the Church. Get In Touch Today!
WhatsApp Chat