REGAI TIBATSIRANE NEVARI MURUDO AVO UYE VARI KUDA KUZOPINDA MURUDO :
Ukaverenga pana Genesis 29:20 inoti iyo "So Jacob served seven years to get Rachel, but they seemed like only a few days to him because of his love for her"... ndine yambiro kuhanzvadzi dzangu dziri pano nemajaya - RUDO CHAIRWO RWUNOMIRIRA NGUVA... kanoita kunge kanguva kadiki-diki so kana uri pachokwadi... zvekuswero ita "romance" musina kuroorana hazvina denga uye hazvina Mwari mukati... shandura mararamiro ako and turn your "romance" into "Godmance" - DANANA NAJEHOVAH KUTANGA AND YOU WILL NEVER SEEK SUCH EARTHLY PLEASURES AGAIN... musikana udza mukomana wako amirire nguva saJacob... mukomana udza musikana wako amirire nguva saRachel... hapana patikanzwa kuti Jacob akazomukira Rachel husiku bodo, though vaigara pamusha mumwe chete... VAKAMIRIRA NGUVA... musikana ramba kuitwa avocado repamusika rekuti ada kunzwa kuti raibva here anongopfanya-pfanya... ramba kuitwa mota yekudriving school inonzi ada atora so long mari yako chete... WAKAKOSHA HANZVADZI YANGU... newewo mujaya rega kutambisa vana vevanhu, Mwari havaide nyaya iyoyo, tidzikamire... - ZVIKOSHE NOKUTI WAKAKOSHA... MIRIRA NGUVA... don't get discoraged nekumirira...
Ukaona mukomana/musikana wako asingadi kumirira kusvika machata - SIYANA NAYE... USAPOTSESWE DENGA NEMUNHU ASINGATYI MWARI... DON'T BE UNEQUALLY YOKED... NAMATIRA MUSIKANA/MUKOMANA ANOTYA MWARI... CHANDAKAZIVA MWARI ANOPINDURA...
Ukaverenga pana Genesis 29:20 inoti iyo "So Jacob served seven years to get Rachel, but they seemed like only a few days to him because of his love for her"... ndine yambiro kuhanzvadzi dzangu dziri pano nemajaya - RUDO CHAIRWO RWUNOMIRIRA NGUVA... kanoita kunge kanguva kadiki-diki so kana uri pachokwadi... zvekuswero ita "romance" musina kuroorana hazvina denga uye hazvina Mwari mukati... shandura mararamiro ako and turn your "romance" into "Godmance" - DANANA NAJEHOVAH KUTANGA AND YOU WILL NEVER SEEK SUCH EARTHLY PLEASURES AGAIN... musikana udza mukomana wako amirire nguva saJacob... mukomana udza musikana wako amirire nguva saRachel... hapana patikanzwa kuti Jacob akazomukira Rachel husiku bodo, though vaigara pamusha mumwe chete... VAKAMIRIRA NGUVA... musikana ramba kuitwa avocado repamusika rekuti ada kunzwa kuti raibva here anongopfanya-pfanya... ramba kuitwa mota yekudriving school inonzi ada atora so long mari yako chete... WAKAKOSHA HANZVADZI YANGU... newewo mujaya rega kutambisa vana vevanhu, Mwari havaide nyaya iyoyo, tidzikamire... - ZVIKOSHE NOKUTI WAKAKOSHA... MIRIRA NGUVA... don't get discoraged nekumirira...
![]() |
| REGAI TIBATSIRANE NEVARI MURUDO AVO UYE VARI KUDA KUZOPINDA MURUDO : |
Dream Interpretation
Unlocking Visions...
Common Questions and Popular Searches
Explore Answers To Frequent Questions And Discover Resources For Your Solar Journey:
1.5kVA Systems
Powers Lights, WiFi, and TV.
3.5kVA Systems
Powers Fridge and essentials.
5kVA+ Systems
Powers entire Homes and Pumps.
Best Solar Inverters
Must, Growtech, Codi and Other Brands
Borehole Drilling
Drilling and Solar Pump Services.
Best Lithium Batteries
Affordable Solar Batteries in Zimbabwe.