Nhasi ndauya kuti ndikuudze kuti zvakare ndezvakare

Umwe murimi aiva nembwa yake . Saka imbwa iyi yaiita tsika yekugara paside peroad yakamirira mota. Mota yaiti ikauya yaibva yatanga kumhanyisa ichida kuibata. Mumwe muvakidzani wake akazobvunza kuti munofunga kuti imbwa yenyu ichazobata mota dzairi kumhanyisa here. Murimi ndokupindura akati " i am not concerned nekumhanyisa mota asi kuti ikazonzi yabata ichazoita sei nemota yacho.

Nyaya yandiinayo nhasi ndeye kupedza nguva pane zvinhu zvisina maturo.kurudziro yangu ndeyekuti never wastetime pane zvisina maturo. Vanhu vazhinji vakazara nekudemba mukati mehupenyu nepamusana pekumhanyisa zvisina maturo. Vamwe vanoti dai ndisina kuita chakati ndingadai ndiri parinane. Hameno kuti zvakasikwa sei kuti chinhu chisina maturo unozochiona kana kuziva kuti hachina maturo kana watopedza kuchiita nguva yapera. Vazhinji vedu hupenyu hwedu huri zvauri nhasi nekuda kwezvinhu zvisina maturo zvawai mhanyisana nazvo. Izvozvi ukatarisa vakomana vazhinji mukubhema havachabude mazviiri vamwe vasikana vakatosvika pakupihwa nhumbu chaidzo nekuti aimhanyisana nezvisina maturo .
Nhasi ndauya kuti ndikuudze kuti zvakare ndezvakare
Nhasi ndauya kuti ndikuudze kuti zvakare ndezvakare Mwari always give a second chance. wakarasikirwa nenguva yakawanda nekuda kwezvisina maturo hongu asi bable riri kuti awana Jesu akwana nezvinhu zvose kureva kuti nezvawaifunga kuti hauchafi wakazviwana watova nazvo kana waiiti hauchaitiwo muchato nekuti wakambopihwa mwana , ziva kuti ukangowana Jesu chete wakwana nezvinhu zvese, Ndoda kuti mumwe munhu aripano ashandure maonero aanoita hupenyu hwake nhasi Ndoda kuti uvene ne Hope muna Jesu. hapana chinoramba kana uchinge unaye.

Welcome to Oudney Patsika's Website. Oudney Patsika is an award-winning Business Growth Consultant dedicated to helping you build a truly hyper-profitable business. Our mission is to provide in-depth, well-researched insights and strategies that go beyond the surface, enabling you to efficiently systemize operations, fully optimize resources, and scale your enterprise for significant growth.

Learn how to achieve these monumental results without working harder or spending unnecessary extra capital. Discover and implement strategic growth solutions that empower your business for maximum expansion. Unlock your business's full, untapped potential today.

Oudney Patsika Profile

Oudney Patsika – Shaping Brands and Minds

Business Growth & Market Strategist Corporate Identity & Brand Architect Digital Transformation & SEO Specialist Renewable Energy Brand Specialist

Oudney Patsika is a Zimbabwean entrepreneur, award-winning Business Growth Architect, and renewable energy leader. He plays a strategic role in shaping editorial direction, digital growth, and brand architecture across leading business, media, and renewable energy platforms in Zimbabwe, including Brand Digest Zimbabwe (Trusted Brands in Zimbabwe) and Polaris SuperBrands Zimbabwe (Top Brands) and many more.

Editorial Strategist at Sona Headlines | Chief Digital Officer at Solar Reviews Zimbabwe | Marketing and Strategy at Sona Solar Zimbabwe.

Tech-Driven Marketing Consultant Localized Social Media Strategist

Beyond the solar sector, Oudney Patsika is the Founder of Leaders Mandate and Pastors Toolbox. He is widely recognized for engineering hyper-profitable businesses through strategic consulting and high-impact proprietary growth systems.

A respected thought leader, he regularly publishes insights on business strategy and leadership. He frequently speaks at industry conferences, championing a smarter and more prosperous future for Zimbabwe and Africa.

Amplifying Your Message via Mhepo News: In today’s oversaturated, media-driven landscape, ideas require strategic amplification to survive. Oudney Patsika provides actionable frameworks designed to help entrepreneurs cut through the noise, dominate their digital footprint, and exert meaningful influence within their target communities.

Dream Interpretation

Unlocking Visions...
Previous Post Next Post
Chat With An Expert:
WhatsApp David (Sales) WhatsApp Yeukai (Sales) WhatsApp Shanise (Sales) WhatsApp Kuda (Borehole) WhatsApp Misheck (Technician)
Chat With Sales