Mubvunzo - Kuramba Uchikoira Nguva Refu Kunokwanisika Here Uye Sei?

Chokutanga, ndinotenda chose kuti wafungawo kunakira umwe wako. Kuvarume vese vane vakadzi, dai muchimbofungawo kuwedzera nguva yauri mukati memukadzi wako. 

Zvinofadza chose kumunhukadzi kuva nomurume anotora nguva. Kuti nguva iwande, pane zvinofanira kuitwa nomurume. Zvinotora nguva kudzidza kutora nguva asi ukaramba uchidzidza zvinoshanda.

1. Jaira kuti mukadzi wako akupurudzire chombo uye kutambisa chombo pasina zvokutunda.

2. Dzidza kurarira (kuva mukati memukadzi asi musingakoirani) kungoti ujaire kudziya kwemukadzi.
Mubvunzo - Kuramba Uchikoira Nguva Refu Kunokwanisika Here Uye Sei?
3. Chimbomira kuzvbatsira nemaoko nokuti kana watanga zvemaoko, fungwa dzinoti kasira kutunda zvipere. Kana wazova nomukadzi zvonetsa kunonoka. Saka imborega zvokuzvibatsira.
4. Kana wapinza chombo mumukadzi funga chimwe chinhu chisingaiti zvachose. Sokuti kumwa mukaka wedhongi, kuwa mumuti. Kupotsa watsikwa nemota, Kuwana nyoka iri mumba menyu.
5. Pota uchizorora asi pakuzorora, ramba uri mukati memukadzi uye ramba kuchikisa mukadzi kana kusveta minyatso.
6. Jaira kurega mukadzi ave pamusoro uye aite basa rese iwe usafakanyika. Mupe chombo aite zvaanoda nacho kusvika mapedza. Zama kurerusa muviri iye achishanda, asi wana paunomubata bata aite manyawi. 

Sanganisa maziso ake neako. 

Wana zvaunotaura kuratidza kunakigwa. 

Zvinopa manyawi.

Source - maichibwe.blogspot.com


Welcome To Oudney Patsika's Blog: Getting Your Message Heard in a Noisy World: In today’s media-driven, distracted culture, your message must be amplified to reach a larger audience.

Contact Us through the Chat with WhatsApp widget below.
Previous Post Next Post
avatar
Oudney Patsika Online
One of the primary goals of Oudney Patsika is to use media to change the cultural narrative. He aims to impact today’s culture with more accurate, responsible, and positive media stories about Christianity and the Church. Get In Touch Today!
WhatsApp Chat