Saturday, 15 September 2018

Mubvunzo - Kana Murume Kana Mukadzi Asingaguti PaBonde, Mhosva Inani Uye Zvinogadzirika Here?

Kana usingaguti pakuisana, mhosva inokanisa kuva newe kana kuti noumwe wako. Kana usina kuudza umwe wako kuti hausi kuguta uye kuti chii chaangakubatsira nacho kuti ugute, ndiwe une mhosva. 

Kana wamuudza asi iye asingadi kukubatsira, ndiwe une mhosva.

Varume havanetsi kugutsa asi vanogumbika chose kana mukadzi asinganatsi kuhwisisa kuti anofanira kushandisa chiuno pakuisana, uye kuti anofanira kubatirira murume nokuchemerera kuratidza kuti anofarira kuiswa uye zviri kunaka.

Vakadzi vanonetsa kugutsa nokuti vanoda zvinhu zvitatu zvinoti:

1. Kutora nguva muchitamba kusvika anyorova, bhinzi yamira, minyatso yamira.
Mubvunzo - Kana Murume Kana Mukadzi Asingaguti PaBonde, Mhosva Inani Uye Zvinogadzirika Here?
2. Kana murume apinza chombo mokoirana nguva refu inopfuura maminitsi manomwe murume asina kutunda.
3. Mapedza kuisana murume atunda, murume omboita nguva achitambazve nomukadzi wake. 

Kana mukadzi ange asina kutunda, murume omubatsira.


Contact Form

Name

Email *

Message *