Monday, 24 September 2018

Check The Type Of Women A Man does Not Want As A Wife ...!

Wife: Honey ko tadii tambotorawo mhamha vauye kuHarare for holiday? She is alone plus hanzi hakusi kuchinaya.

Husband: It’s fine.

Wife’s mom comes & spends 2 months eating bacon & Chicken Inn take aways everyday. She goes back home with groceries worth $400.

Wife: Honey ... Babe hanzi brother baKuda varikudawo help kupedza kubhadhara stand iya shaa yekuRuwa. Apa yanga yaakutopera kubhadharwa ... Chero yaunayo veduwee vapedzewo isazotorwe neCooperative.

Husband: How much is needed?

Wife: Only $3000

Husband: It’s ok. I will give him month end ndatengesa my old BT50 ku Auction.

2 Weeks Later!

Wife: Honey Dstv rekumba kwamhamha kumusha was disconnected. Ko unodii kungo vabhadharira ka1 for the whole year sezvatinoita? Vanozonyanya kufunga shaa semunhu asina mari yekushandisa kudai.
Check The Type Of Women A Man does Not Want As A Wife ...!
Husband: I will do a stop order babe coz ndokanganwa kuribhadhara sometimes

Wife: Thanks honey you are the best hanty you will not forget kuti matiles haasati akwana ekumba kwavo hanty. That house needs a new floor iwe..haasi madhaka iwayo amunoita mumba muya kaana kwanaya.

Husband: Hoo zviya.. wabvawatondifungidzisa nhai. Amwene vako ndichanovatora paweekend ndiende navo kwaDr or specialistn ..makumbo avo aya aakunetsa futi.

Wife: Ok. Manje zvatisina kuextenda imba vanorara payi?

Husband: Imo mairara mai vako imomo muRoom MaRino imomo.

Wife: Veduwee tanyanyira Rino veduwee .. Remember akaita 2 months achirara mu lounge mhamha pavaive pano. Plus makumbo avo haadi specialist aya .... kukura or chivanhu chiya chinotoda ana madzibaba vekumusha ikoko.

Ok. Ngavauye havo.

Ok. Manje mari yekunaSpecialist munoikwanisa here honey remember tine loan yatiri kubhadhara.

Husband: Ndokiya kiya babe manje ndingavasiye vachingogwesha negumbo zvavanoita zviya ivo vaine mwana graduate.

Wife: Ah kana graduate zvakaripressa vangaite sei honey.
Husband: Ndichatoita kuti pavanouya vauye naAngie bcoz arikuda kuzoverenga chirungu neMaths zvaakafoira kuno hakuna noise yakawanda..

Wife: Riini iyeye?

Husband: This weekend.

Wife: Angie wawaimboti anoita zvevakomana uuuuum angandideedzere mbavha.
Saka mhamha vakauya vanodzokera nei iyo yaperera kuma specialist?

Madzidzei vanhu vaMwari this is happening not kuma next door but mudzimba dzedu. This type of women every man doesn't want as a wife or every mom doesnt want as a muroora

Contact Form

Name

Email *

Message *