Pakudiridzira Mukadzi Anohwa Sei?

Varume vanobvunza kuti kana urume huchibuda muchombo mukadzi anohwa huchipinda maari here? Inyaya inoda kurondedzegwa. Musikana musi wekutanga ngaapinde panyaya achiziva kuti chii chichaitika. Chii chaachahwa mukati make?


Kana ukaona urume huchibuda pamurume, sokuti uri kumwedzi womutambisa chombo nemaoko, unoona kuti hunoita zvokubuda nesimba zvokuti Pfaa, pfaa, pfaa. Kana wakabata chombo mumaoko unotohwa kugwinhwa mumaoko chombo chichiita hasha choda kubudisa urume. Urume hunobudapo sembhumbhuru dzepfuti. Kana wakanangisa kumeso unomhariwa kumeso. Saka mubvunzo ndewekuti mukadzi anohwa chii pakupiwa urume mukati make. Ngatitange nokutsanangura kuti chii chinoita uhwe zvaunohwa mumuviri wako?

Muviri wemunhu wese ine tsinga dzinofambisa kubatwabatwa.(SENSE OF TOUCH) dzinohi ma NERVES. Kana pakawanda manerve pakawandawo kuhwa kubatwa zvokuti ukabatwa zvishomashoma unozvihwa mumuviri. Kubva pamuromo wechitubu uchipinda mukati maNERVES akawanda chose uchibva kuzhe asi ukapfuura pa 10cm mukati anoita mashoma. Kuzoti waita zemo ukapinzwa chombo ukatatamuka, manerves aya mashoma emukatikati anenge atarangana, kuwedzera kuita mashoma.
Pakudiridzira Mukadzi Anohwa Sei?
Unokwanisa kuhwa kuti murume ari kubaya kudivi ripi neripi pakukoirana, uyezve kana akabaya kumuromo wechibereko kuri mukati mechitubu unozvihwa muviri kuti zharara. Zvinoreva kuti pakapoteredza muromo wechibereko pane ma Nerves akawandawo.

Chatinoda kuhwisisa pano ndechokuti unohwa here urume huchibuda mumurume huchipinda muchitubu mako? Chii chaungahwa ipapo? Munhu anobvunza mubvunzo uyu ari kufunga kuti chii chaungahwa?

Kana uchimwa mvura unoihwa ichipfuura pahuro asi hauihwi ichipinda mudumbu asi mvura yacho inenge yakatowanda chose. munhu akakudira mvura pamuviri unohwa painosvika pamuviri. Saka varume vanodawo kuhwisisa kuti kana urume hwuchirova madziro echitubu mukadzi anohuhwa here?

Urume hwemurume anoutano hunokwanisa kuzadza ma Tablespoon maviri zvichibva nokuti amwa mvura yakawanda sei musi iwoyo. Pamwe anongobudisa madomhwe mashoma.Zvikuru kana mambovatana musi iwoyo. Pane dzimwe nguva dzokuti muchirhojana urume hunobudira pazhe pechitubu, Pakadai unohwa pahunosvika paganda rako uye kuti hunodziya kupfuura muviri wako. Saka izvi zvinoitisa kuti vakawanda vafunge kuti pahunobuda mumurume chombo chiri mukati, mukadzi anofanira kuhwa huchirova madziro.

Toti mava ne zuva musina kurhojana, murume azere urume, mese mune zemo. murume wopinza mokoirana kwenguva yakareba urume hwoungana mumurume hwamirira kubuda. Ipapo kana wakabata murume mumaoko wakamubatirira, unohwa muviri wake kuita sokuoma mutezo. Kukoira kwake koruza Rhythm. chiuno chake wega unohwa kuti chaomarara mumaoko oko. Varume vane INSTINCT yokuti asvika apa anopinza chombo kusvika pachinogumura saka iwe unotohwa kuti chawedzera kupinda,

Unohwazve kuti chava kugwinha gwinha nehasha sezvachinoita kana uchimubudisa urume nemaoko.
Ipapozve unokwanisa kutanga ma CONTRACTIONS ekupomba chombo chiri mukati mako, asi izvi hazviitiki nguva dzese, zvinobva nokuti murume akukoira nguva yakareba sei. Zvikadaro urume hwakawanda hukabuda, unokwanisa kuhwa yatinoti WARM GLOW mukati mechitubu nokuti urume hunodziya kupfuura mukati mako. Asi Zvokuti IMPACT nemadziro echitubu, haa bodo. Vamwe vanohwa vamwe havahwi. Iwe unokwanisa kuhwa dzimwe nguva dzimwe nguva wotadza kuhwa.

Chaicho zvinohwikwa nguva dzese ndezvokuti chombo chinoita hasha chiri mukati. Kuwedzera kuoma, kugwinha gwinha, kunyura chese, kuno kuzhe muviri wemurume wombomira kukoira zvine rhythm wongoti kwii. seabaiwa nepfumo.

Chitisingahwi tese kuhwa urume huchirova madziro pakubuda. Izvi vakawanda vanofungira kuti zvinoitiswa nokuti Temperature yourume neyemukati mechitubu yakafanana. Imwe nyaya ndeyokuti mukati mechitubu mune zvimakoronga zvakawanda zvokuti chero pabudira urume kaburi kahunobuda nahwo kanenge kakananga panegoronga pedo pedo zvokuti hunongobuda huchibva hwatosvika pekumhara, saka zvichinetsa kuhwa huchirova madziro.

Chikuru ndechokuti kana murume ari mukati memukadzi mukadzi anoziva kuti murume oda kubudisa urume uye iyewo muviri wake unohwa kudziya muviri wese pakugamuchira urume. I feeling yakanaka chose pakurhojana. Kuziva kuti murume ari kutondipa urume izvozvi. Murume anobatirirawo zvakaita mukadzi.

Kana mukadzi ange atoita Orgasm yake kare, anokwanisa kushandisa masuru yake yomukati mechitubu kushanda pachombo pachinowedzera kuoma. Ukadaro murume anotora nguva achibuda urume. Zvikuru ukamupurudzira panosangana chiuno nomusana panguva iyoyi kubva paanotanga kubuda urume. Kupiwa urume chinhu chinopa mukadzi rufaro mumoyo. Zvokuzoti mapedza wotanga kupukuta hwabuda hwega, kungosada kugarowacha masheets emubhedha chete. Shandisa tawero pamubhedha moitira pamusoro petawero.

Saka tapindura here mubvunzo wekuti mukadzi anohwa here urume huchisvika muchitubu? Anohwa kuti murume ava kubudisa urume:

1. Anohwa kuwedzera kunyura kwechombo murume ane NATURAL REACTION yokunyudza pakutunda kwake, uye kubatirira kuti chombo chisavhomoka achitunda.
2. Anohwa kuwedzera kuoma kwechombo nokugwinha gwinha nehasha chiri mukati.
3. Anokwanisa dzimwe nguva kuhwa kudziya kwahwo kana hwakawanda (havazi vese vanohwa)
4. Anokwanisa dzimwe nguva kuhwa huchirova madziro kana hwakawanda.
5. Zvimwe zvinobvawo nokuti muri kushandisa maitire api.
6. Chinonaka kuziva kuti ari kupiwa urume.
7. Vashomanana vanohwa urume hwemurume huchibudira muchitubu. Asi tese tinoziva nguva yahunobuda nokuda kwemaitire emurume.
8. Tesezve tinoda murume anotipa urume hwakawanda. Chinhu chinofadza moyo kuziva kuti murume wangu andipa kundizadza urume.


Wedzerai vanowedzera nokuti kuhwa kwedu kwakasiyana.

Pakutaura nyaya iyi tiri kutaura vanhu vane varume mumba kwete zvekuti wavata nouyu nhasi mangwana wavata neumwe. Kana uri Nhunzvatunzva yerhoji, haufaniri kutombohwa kusvika kweurume nokuti murume waunovata naye nhasi anenge akapfeka kondhomu, wemangwana kondhomu futi. Ukasapabata ipapo unofa uri mwana mudiki uye uchaita mimba dzakawanda nevarume vakawanda, iwe mari yokurera vana vacho hauna.

Udzai vamwe! Read The Complete Article At Mai Chibwe VekwaZimuto.


Welcome To Oudney Patsika's Blog: Getting Your Message Heard in a Noisy World: In today’s media-driven, distracted culture, your message must be amplified to reach a larger audience.

Contact Us through the Chat with WhatsApp widget below.
Previous Post Next Post
avatar
Oudney Patsika Online
One of the primary goals of Oudney Patsika is to use media to change the cultural narrative. He aims to impact today’s culture with more accurate, responsible, and positive media stories about Christianity and the Church. Get In Touch Today!
WhatsApp Chat