Kunonoka Kana Kutadza Kudiridzira Mukadzi

Takambotaura ne nyaya iyi tichiti varume dai mambozamawo kuwedzera nguva yamunopedza muri mukati mevakadzi venyu pakurhojana mudzimba dzenyu, kuti vakadzi vawenewo mukana wekunakigwa nebasa iri roupenyu. 

Zvino paita mubvunzo wekuti iwo tingagadzirisa sei nyaya yokuti kune varume vashomanana vane dambudziko rokuti pakurhoja havasviki pachinhanho chokupedza. Tichiti kupedza toreva kubudisa urume. Zvadaro zvoreva kuti vese murume nomukadzi vanoshaya hope nazvo nokuti murume anongoramba akamira chombo. Tobvunza kuti zvinoitiswa nei uye zvinogadziriswa sei. Chokutanga hwisisa kuti dambudziko iri riri kunyika dzese saka hakusi kuti wakaroiwa. Zvikonzero zvacho zvinozikamwa uye kana ukada kuzvigadzirisa unokwanisa kuzvigadzirisa kana mabatsirana nomukadzi.

Pamhomho yevarume munyika dzese pane varume vanosvika paumwe chete pavarume churu (1 in 1000) vasingakwanisi kudiridzira mukadzi pakurhojana mumba. Varume vakawanda vanoti ivo kana akapinza chombo mumukadzi wake vakatanga kukoirana, mukadzi oita orgasm yake pamaminitsi manomwe kana masere, murume iota maminitsi ari pakati pemapfumbamwe negumi nerimwe obva adiridzira mukadzi. Kana murume achizivi kuti mukadzi wake anonoka kana kukasira, anongomirirawo saizvozvo. Asi kana ari murume asingakwanisi kudiridzira, anokubata agokukoira kusvika waguta, agoramba achingoenda kusvika wagutazve agoramba achingonda chombo chakangoti twii.

Kwahi noumwe mukadzi wekubasa kwedu, "Musi we kutanga ndakafunga kuti ndawana murume chaiye. Ndakamuka muviri wese uchigwadza ndavata ndichingorhojewa. Musi wechipiri ndakafunga kuti andimwira VIAGRA. asi ndakazoona zvichingorizvo nguva dzese, ipapo iye haatombopedzi."

Saka tinoona kuti mukadzi anotanga achifarira kuti murume anongovatira kurhoja asi zvinozosvika pakuti anodawo kuti murume wake amupewo urume kuratidza kuti anakigwa

Koitazve vamwe vaya vasina hanya nomukadzi vanongoti kupinza otodiridzira. Ava vakawanda chose pane vanotadza kudiridzira, uye vanowanzokonzera vakadzi vavo kutsaka chihure, iri ngari yokusagutswa mumba.
Kunonoka Kana Kutadza Kudiridzira Mukadzi
Kune vakadzi vasina havo hanya nokusadiridzigwa asi vashoma, iri ngari yokuti fungwa dzomunhukadzi dzinoona sokuti kana murume adiridzira zvoreva kuti anakigwa saka afarira kuvata naye mukadzi. Hino kana makoirana kwenguva yakareba inopfuura maminitsi makumi matatu murume pasina zvaabudisa akakupa, zvoita sokuti aunaki kana kuti murume haakudi. Saka zvikazoramba zvongoitika mukadzi oruza CONFIDENCE pakunaka kwake zvounza mamwe matambudziko mumba.

Varume panyaya yokudiridzira vane mabato akawanda anoti:

1. Murume anorhojana nomukadzi wake zvinonakira vese odiridzira kwapera maminitsi oda kusvika kana kupfuura gumi.


2. Murume anorhojana nomukadzi wake zvinonakira vese odiridzira kwapera maminitsi oda kusvika kana kupfuura gumi, asi urume hwake hwoti pakubuda hworasika hwokwira kuno kumusoro kwemachunhu ehurume pane kudzira kunobuda muchombo kunopinda mumukadzi

3. Murume anorhojana nomukadzi wake zvinongonakira iye odiridzira achangopinza chombo mukadzi asati anakigwa kana kubva zemo.

4. Murume anorhojana nomukadzi wake asi otadza kudiridzira zvachose zvokuti chombo chinongoramba chakamira kureva kuti ane zemo, asi hapana chinobuda kwenguva yakareba. Varume vakadai vane mhando dzinoti ... Read The Complete Article At Mai Chibwe VekwaZimuto.


Welcome To Oudney Patsika's Blog: Getting Your Message Heard in a Noisy World: In today’s media-driven, distracted culture, your message must be amplified to reach a larger audience.

Contact Us through the Chat with WhatsApp widget below.
Previous Post Next Post
avatar
Oudney Patsika Online
One of the primary goals of Oudney Patsika is to use media to change the cultural narrative. He aims to impact today’s culture with more accurate, responsible, and positive media stories about Christianity and the Church. Get In Touch Today!
WhatsApp Chat