Wednesday, 13 June 2018

Oral Sex and The Bible - Kudyanana Nhengo PaBonde (Bhaibheri Rinozvibvumira Here?)

1. When answering the question "Is oral sex a sin," it is important to remember that God created sex to be a "beautiful expression of love" for married couples. "Beautiful expression of love" is a statement that is very self-explanatory; pleasurable, sweet, sweeter, sweetest, lovely, sensual, relaxing, releaving, nice, bonding, ecstatic etc.

So kudya nhengo yemukadzi kana yemurume kune effect yei? Kunorwadza here? Kunovava here?Kunoita kuti nhengo yemukadzi iome here? Kunoita kuti nhengo yamurume irare here? 

Haiwa, kwete actually to the contrary, kunonaka, unonakirwa mese ari kudya wacho neari kudyiwa. Rurimi ruri soft and saliva iri slippery, mukanwa muri very warm especially ukanwa mvura inodziya. All that combined zvikaenda pa clitoris yemukadzi kana pa head yemurume anonanikirwa akapenga zvekusvika pakutaura kuti ndoda kunwa mvura yese yemuAtlantic kana yapera ndotanga kutamba dhere nema shark.
Oral Sex and The Bible - Kudyanana Nhengo PaBonde (Bhaibheri Rinozvibvumira Here?
In that essence and to that end oral sex is then therefore a "beautiful expression of love."

2. For something sexual to be prohibited in and by the Bible it must not pass these four tests:

a. Is it expressively prohibited and if not is it presumably prohibited?
b. Is it unnatural?
c. Is it unhealthy or harmful?
d. Is it selfish or unkind?
Now question 'a' is very easy to answer. Hapana pazvakambonyorwa nezvazvo muBhaibheri and hapana pazviri impliedly prohibited. Actually a study of Songs of Solomon shows very deep, intensive and passionate romance though Solomonic wisdom does not specifically state oral oral sex.

Question 'b' ndeiya inopindura vaya vanonyanyoti muromo hauna kusikirwa nhengo. In effect what they would be saying is nhengo to nhengo is what is natural, zvimwe zvese is unnatural. But then muromo wakasikirwa kudya, why then do we kiss and get aroused? 

Mazamu akasikirwa kupa mwana mukaka, thats their main function.Why then do we fondle and caress them? Zvidya zvakasikirwa kusupporta makumbo pakufamba, sei zvichibatwa paromance. 

Hakusi kuvhiringidza natural purpose yazvo zvese here zvinhu izvi? Kana chimwe nachimwe chichifanira kuenda pane chacho tinofanira kungoti amai vanongorara apo, vovhura makumbo avo then no kiss, no hand to breast, no caressing, baba vongopinda, voita zvopera. Ingaita imba iyoyo?Kwete. So there is nothing unntural about lips to vagina or lips to the penis.

Question 'c', again even genital connection sex yacho chaiyo ine zvirwere wani. All that is needed is just care, trust and respect for each other munhu ashurire mumwe uye to maintain a high level of cleanliness. Thats all.

Question 'd' Will you pressure your spouse for oral sex if he or she finds it unpleasant? If so, then you are unkind. And it is a sin to be unkind. Ephesians 4:2. Be kind to one another. But the key word here is "pressure." I know that 1 Corinthians 7:4 says the wife does not have authority over own body, but the husband does. Likewise, the husband does not have authority over his own body, but the wife does. And the context there is sex. So what does that mean practically? Well, it means that both the husband and the wife have the right to say to the other: I would like to . And both of them have the right to say: I would rather not . And in a good marriage, the biblically beautiful marriage, both of them seek to outdo the other in showing kindness..

So in the end, in my opinion, hapana kana chakashata kudya mumwe wako. Actually kusatomudya you are depriving him or her of some greatest pleasure and squirting ejaculation like never has been.


Contact Form

Name

Email *

Message *