Chinonzi CHIKAPA And How To Do It Well – Kugona KupaBaba Bonde!

Since I started using facebook I would see many posts anenge ane vanhu vanenge vachibvunza about chikapa and how to do it well. I hope the following info will be helpful to all those who didn’t go kuchinamwari or vasina zvavakaudzwa nana tete or gogo mukukura umu.


Chikapa ndingaiti its a technique inoitwa nemukadzi during bonde kuedza kufadza baba & zvakawanda zvinogona kuitwa asi ndichangoti de zvimwe zvacho- timboti wakarara negotsi,
wakavhura makumbo iyo nhengo yababa yakapinda dzora makumbo kudai womonera chiuno chababa apa makumbo ako ari nechemuzasi kwemagaro avo, ita seizvi, kana baba vakoira zviya, ita sekuti urikudzoserawo kukoira kuya uchiti vakakoira mberi, unokoirawo uchivadzosera back, ita izvi slowly because nhengo yababa haifanirwi kubuda, chiti irimo kudaro kana maneta nezvandataura izvi, chikoira slowly uchitenderedza chiuno iyo irimo apa maoko ako achipuruzira zasi kwemagaro ababa, iti ukambotenderedza side iri wochinja woita rimwe side and nekunakirwa kwenyu you can increase é pace,unoita seuri kugadzira letter O, chokwadi uchaona kuti baba havatauri havo asi kana vabatwa nehope uvatarise kumeso, uchaona kasmile kekuguta bonde.
Chinonzi CHIKAPA And How To Do It Well – Kugona KupaBaba Bonde!

Ndongonamata kuti zvandiri kutaura izvi hazvirambisi madzimai coz vamwe varume vanedambudziko rekuti ukagona bonde, wave kunzi uri kuita zveupfambi coz vanongofunga kuti mai vemumba ndevekungovhura makumbo avo votarisa mudenga vochokochewa, whereas mukatarisa zvinonzi kuita sehure kwacho, ndizvo zvatinenge tichitsvaga ikoko, ndirikuti madzimai, mumba umu edzaiwo kuva innovative nekuroverawo baba mazisurprise pabonde, vamwe varume havazotauri havo kuti maita basa but basa munenge mashanda and zvinobatsirawo kuita kuti arambe arimumba, asikana musatomboita relax mumba umu, coz kamhuka kanonzi small house zvebonde izvo ndozvakanotoita campaign nazvo coz kanoziva kuti bonde rinopedza zvose whilst imi mumba muchiti kuna baba hee, ndakaneta, hee ndakura, hee kwanai handidi zvekurohwa nekushure sehure...
Itai Chihure chacho nemurume wenyu muri mumba menyu kuti rudo rwugare rwuchiFIRE.


Welcome To Oudney Patsika's Blog: Getting Your Message Heard in a Noisy World: In today’s media-driven, distracted culture, your message must be amplified to reach a larger audience.

Contact Us through the Chat with WhatsApp widget below.
Previous Post Next Post
avatar
Oudney Patsika Online
One of the primary goals of Oudney Patsika is to use media to change the cultural narrative. He aims to impact today’s culture with more accurate, responsible, and positive media stories about Christianity and the Church. Get In Touch Today!
WhatsApp Chat