Musikana Wangu Ijoki

Inzwai nyaya iripano hamadzangu ndakauya kuno ku South ndikasvikira kuno ku Pretoria ndogara ne girlfriend yangu mumba make ...

Asi musikana wangu uyu anoshanda muclub anoponesa varume vane mari dzavo and ndozvikutiraramisa asi ini handisati ndawana basa zvangu ndikushaiwa hamadzangu..

Ini ndinorwadziwa pamwoyo kana ndakatarisa muskana wangu ne basa rake anoti akamboenda anoita kana 5 days asipo pamba hanzi ndikushandira kure nokuti ku pretoria hakuna mari,bt ini semunhu asingashandi handina zvekutaura.

Panodzoka kumba anoswera hake akarara ini ndoitwa kunge ndisipo pa side pake ukamubata anosvetuka hanzi washaya zvekuita here,bonde mumba hamuchaitwa ndikurwadziwa kuti nhai ndozvinoitwa marombe ese here.

Pamwe ndakufana kumupa mari kuti ndirare naye ...
Musikana Wangu Ijoki
kubika ndinobika zvose nekutsvaira ska hameno mhosva yangu iripapi..zvechokwadi hama mkadzi akaita mari kupfura iwewe unochiona and muskana wangu anenge asinganakirwe neni haadi kana kubatwa zvake wat I knw panobva kunorara nevamwe varume anenge akafizurwa ne mhengo dzswera achirara nadzo..

Ikozvino akaenda monday hasti adzoka apa ini semukomana ndodawo kurara nemumwe wangu achindipawo rudo,ska zveshuwa vanhu torasana nekuda kwemari ndiyoyakakosha here?

Ini handidi hangu kurara ne vakadzi vakawanda. Hazvizobude zvakanaka..ndangoti regai ndiudze hamadzangu zvirikuitika muno mu Pretoria zvakaoma apa chinondirwadza mazuva ekutanga mumba muno taidanana zvaifadza veduwe

Ndiripanguva yakaoma munozvionawo sei.


Welcome To Oudney Patsika's Blog: Getting Your Message Heard in a Noisy World: In today’s media-driven, distracted culture, your message must be amplified to reach a larger audience.

Contact Us through the Chat with WhatsApp widget below.
Previous Post Next Post
avatar
Oudney Patsika Online
One of the primary goals of Oudney Patsika is to use media to change the cultural narrative. He aims to impact today’s culture with more accurate, responsible, and positive media stories about Christianity and the Church. Get In Touch Today!
WhatsApp Chat