Mufundisi uyu munhu wamwari chaiye!

Umwe murume akanga ashupika zvikuru nekuedza kugadzirisa mapepa kuti aende mhiri kwemakungwa. For ten years aingoedza asi zvichiramba. Akazofunga kuenda kwaMufundisi wake kuti ambonamatirwe kuti zvifambe. Asvika mufundisi akanamata zvakasimba ndokubva ati "Mwari azarura nzira yako, hapana chichakudzivisa kwaunoda kuenda".

Sezvineiwo mapepa akabva aita. Zvino ava paAirport akuda kuti akwire ndege akabva asungwa, izvo zvakabva zvaita kuti asiwe nendege. Akabva agumbuka ndokufonera mufundisi achivatuka kuti hamusi munhu waMwari munonyepera kuti muri waMwari muchishandiswa nasatan.

After 3 hours mupurisa akauya kwaari ndokuti sorry zvenyu baba nekukunonotsai taona kuti hamuna mhosva so takurongerai kuti muende ne the next flight zvakare ndinoda kukuzuvisai kuti ndege yamaifanira kuenda nayo pekutanga yawirwa netsaona vanhu vese vanga varimo vafa vese.
Muffundisi uyu munhu wamwari chaiye
Now I pray for someone ari kuverenga nyaya iyi kuti chese chawakavimbiswa naMwari ngachizadzikiswe hapana chinoramba nezita raJesu. Rega kutuka Mwari kana nzira yawaifunga kuti Mwari achakuropafadza nayo yaramba nekuti nzira dzekukuropfadza nadzo dzakawanda. Ukaita munhu anogara muna Mwari chete tenda nechese chingaitika kwauri nekuti Mwari ane chekuita nehupenyu hwako. Ndakati hapana munhu anofamba naMwari anozombo nyadziswa kwete. Ndinorwadziwa neavo vakasiya kunamata nekuti zvawaitarisira zvainge zvaramba nekusaziva kuti iyoyo yaitova nzira yekuku kundisa pane zvakaipa zvaizokuwira. asa tenda Mwari nezvauri.



Welcome To Oudney Patsika's Blog: Getting Your Message Heard in a Noisy World: In today’s media-driven, distracted culture, your message must be amplified to reach a larger audience.

Contact Us through the Chat with WhatsApp widget below.
Previous Post Next Post
avatar
Oudney Patsika Online
One of the primary goals of Oudney Patsika is to use media to change the cultural narrative. He aims to impact today’s culture with more accurate, responsible, and positive media stories about Christianity and the Church. Get In Touch Today!
WhatsApp Chat